Jeremiya 10:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Dururirai hasha dzenyu pamarudzi+ akakurambai,+ uye pamhuri dzisina kudana zita renyu.+ Nokuti vakadya Jakobho.+ Chokwadi, vakamudya, vanoramba vachimuparadza;+ uye vakaita kuti nzvimbo yake yaanogara ive dongo.+
25 Dururirai hasha dzenyu pamarudzi+ akakurambai,+ uye pamhuri dzisina kudana zita renyu.+ Nokuti vakadya Jakobho.+ Chokwadi, vakamudya, vanoramba vachimuparadza;+ uye vakaita kuti nzvimbo yake yaanogara ive dongo.+