Jeremiya 16:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kutanga, ndichatsiva zvakaenzanirana nokukanganisa kwavo+ nechivi chavo, nokuti vakasvibisa nyika yangu.+ Vakanga vazadza nhaka yangu nezvitunha zvezvinhu zvavo zvinonyangadza uye nezvinhu zvavo zvinosemesa.’”+
18 Kutanga, ndichatsiva zvakaenzanirana nokukanganisa kwavo+ nechivi chavo, nokuti vakasvibisa nyika yangu.+ Vakanga vazadza nhaka yangu nezvitunha zvezvinhu zvavo zvinonyangadza uye nezvinhu zvavo zvinosemesa.’”+