25 uye muguta akatora jinda rimwe chete raiva murayiri wevarume vehondo, nevarume vanomwe pane vaya vaibvumirwa kupinda maiva namambo,+ vaiva muguta, nomunyori womukuru weuto, uya aiunganidza vanhu vomunyika yacho, nevarume makumi matanhatu pavanhu vomunyika yacho, vaiva muguta racho.+