Ezekieri 7:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ziso rangu harizonzwi urombo+ uye ini handizonzwi tsitsi.+ Ndichaunza pauri zvinoenderana nenzira dzako, zvinhu zvako zvinosemesa zvichava pakati pako chaipo;+ uye imi muchaziva kuti ndini Jehovha ndiri kukurovai.+
9 Ziso rangu harizonzwi urombo+ uye ini handizonzwi tsitsi.+ Ndichaunza pauri zvinoenderana nenzira dzako, zvinhu zvako zvinosemesa zvichava pakati pako chaipo;+ uye imi muchaziva kuti ndini Jehovha ndiri kukurovai.+