Ezekieri 11:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino mudzimu waJehovha wakauya pandiri,+ iye akati kwandiri: “Iti, ‘Zvanzi naJehovha:+ “Haiwa imi imba yaIsraeri, makataura chinhu chakarurama; uye ini ndinoziva zvinhu zvamunofunga mupfungwa dzenyu.+
5 Zvino mudzimu waJehovha wakauya pandiri,+ iye akati kwandiri: “Iti, ‘Zvanzi naJehovha:+ “Haiwa imi imba yaIsraeri, makataura chinhu chakarurama; uye ini ndinoziva zvinhu zvamunofunga mupfungwa dzenyu.+