Ezekieri 18:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Mweya unotadza—ndiwo uchafa.+ Mwanakomana haazovi nemhosva yokukanganisa kwababa, uye baba havazovi nemhosva yokukanganisa kwomwanakomana.+ Kururama kwomunhu akarurama kuchava paari,+ uye zvakaipa zvomunhu akaipa zvichava paari.+ Ezekieri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 18:20 Nharireyomurindi,3/15/2010, p. 2810/1/1997, p. 192/1/1988, p. 6
20 Mweya unotadza—ndiwo uchafa.+ Mwanakomana haazovi nemhosva yokukanganisa kwababa, uye baba havazovi nemhosva yokukanganisa kwomwanakomana.+ Kururama kwomunhu akarurama kuchava paari,+ uye zvakaipa zvomunhu akaipa zvichava paari.+