16 “‘“Zvinhu zvako zvokutengesa zvazvakanga zvakawanda,+ ivo vakaita kuti mukati mako muzare nechisimba, iwe ukatanga kutadza.+ Ndichakubvisa pagomo raMwari sechinhu chakasviba, uye ndichakuparadza,+ ubve pakati pematombo anopenya somoto, haiwa iwe kerubhi rinoita basa rokufukidza.