Isaya 23:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Jehovha wemauto ndiye asarudza+ izvi, kuti azvidze kudada kworunako rwose,+ kuti ashore vanokudzwa vose vepanyika.+ Jeremiya 25:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Ndakatora kapu yacho muruoko rwaJehovha, ndikanwisa marudzi ose andakanga ndatumwa kwaari naJehovha:+ Jeremiya 25:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 nemadzimambo ose eTire+ nemadzimambo ose eSidhoni+ nemadzimambo echitsuwa chiri munzvimbo yegungwa; Jeremiya 47:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 nokuda kwezuva riri kuuya rokupamba vaFiristiya vose,+ rokuparadza munhu wose akapona akanga achibatsira+ muTire+ nomuSidhoni.+ Nokuti Jehovha ari kupamba vaFiristiya,+ vaya vakasara pachitsuwa cheKaftori.+ Joeri 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndichatengesera vanakomana venyu nevanasikana venyu mumaoko evanakomana vaJudha,+ uye vachavatengesa kuvarume vokuShebha,+ kurudzi ruri kure;+ nokuti Jehovha azvitaura.
9 Jehovha wemauto ndiye asarudza+ izvi, kuti azvidze kudada kworunako rwose,+ kuti ashore vanokudzwa vose vepanyika.+
17 Ndakatora kapu yacho muruoko rwaJehovha, ndikanwisa marudzi ose andakanga ndatumwa kwaari naJehovha:+
22 nemadzimambo ose eTire+ nemadzimambo ose eSidhoni+ nemadzimambo echitsuwa chiri munzvimbo yegungwa;
4 nokuda kwezuva riri kuuya rokupamba vaFiristiya vose,+ rokuparadza munhu wose akapona akanga achibatsira+ muTire+ nomuSidhoni.+ Nokuti Jehovha ari kupamba vaFiristiya,+ vaya vakasara pachitsuwa cheKaftori.+
8 Ndichatengesera vanakomana venyu nevanasikana venyu mumaoko evanakomana vaJudha,+ uye vachavatengesa kuvarume vokuShebha,+ kurudzi ruri kure;+ nokuti Jehovha azvitaura.