Ezekieri 48:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Pamuganhu waNaftari, kubvira kumuganhu wokumabvazuva kusvikira kumuganhu wokumavirira, ndiwo mugove mumwe chete waManase.+
4 Pamuganhu waNaftari, kubvira kumuganhu wokumabvazuva kusvikira kumuganhu wokumavirira, ndiwo mugove mumwe chete waManase.+