Ezekieri 48:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Guta racho richava nemafuro,+ kuchamhembe makubhiti mazana maviri nemakumi mashanu, kumaodzanyemba mazana maviri nemakumi mashanu, kumabvazuva mazana maviri nemakumi mashanu, uye kumavirira mazana maviri nemakumi mashanu.
17 Guta racho richava nemafuro,+ kuchamhembe makubhiti mazana maviri nemakumi mashanu, kumaodzanyemba mazana maviri nemakumi mashanu, kumabvazuva mazana maviri nemakumi mashanu, uye kumavirira mazana maviri nemakumi mashanu.