Dhanieri 4:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 “Zvino ini, Nebhukadhinezari, ndinorumbidza nokukwidziridza nokukudza Mambo wokumatenga,+ nokuti mabasa ake ose ndeechokwadi nenzira dzake ndedzokururamisira,+ uye nokuti anoninipisa vaya vanozvikudza.”+
37 “Zvino ini, Nebhukadhinezari, ndinorumbidza nokukwidziridza nokukudza Mambo wokumatenga,+ nokuti mabasa ake ose ndeechokwadi nenzira dzake ndedzokururamisira,+ uye nokuti anoninipisa vaya vanozvikudza.”+