Dhanieri 5:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nokuda kwoukuru uhwo Iye akamupa, vanhu vose, mapoka emarudzi nemitauro vaibvunda pamberi pake uye vaimutya.+ Aiuraya waaida kuuraya; aibaya waaida kubaya; aikwidziridza waaida kukwidziridza; uye aininipisa waaida kuninipisa.+
19 Nokuda kwoukuru uhwo Iye akamupa, vanhu vose, mapoka emarudzi nemitauro vaibvunda pamberi pake uye vaimutya.+ Aiuraya waaida kuuraya; aibaya waaida kubaya; aikwidziridza waaida kukwidziridza; uye aininipisa waaida kuninipisa.+