Hosiya 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 “Zvino vanakomana vaIsraeri vachawanda sejecha regungwa risingagoni kuyerwa kana kuverengwa.+ Munzvimbo mavaimbonzi, ‘Hamusi vanhu vangu,’+ vachanzi, ‘Vanakomana vaMwari mupenyu.’+
10 “Zvino vanakomana vaIsraeri vachawanda sejecha regungwa risingagoni kuyerwa kana kuverengwa.+ Munzvimbo mavaimbonzi, ‘Hamusi vanhu vangu,’+ vachanzi, ‘Vanakomana vaMwari mupenyu.’+