Hosiya 9:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Zvakaipa zvavo zvose zvaiva muGirigari,+ nokuti ndaitofanira kuvavenga vari imomo.+ Ndichavadzinga mumba mangu nokuda kwokuipa kwezvavakaita.+ Handizorambi ndichivada.+ Machinda avo ose akasindimara.+
15 “Zvakaipa zvavo zvose zvaiva muGirigari,+ nokuti ndaitofanira kuvavenga vari imomo.+ Ndichavadzinga mumba mangu nokuda kwokuipa kwezvavakaita.+ Handizorambi ndichivada.+ Machinda avo ose akasindimara.+