Hosiya 11:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Handizoratidzi kutsamwa kwangu kukuru.+ Handizoparadzizve Efremu,+ nokuti ini ndiri Mwari,+ kwete munhu, iye Mutsvene ari pakati pako;+ uye handizouyi ndakatsamwa.
9 Handizoratidzi kutsamwa kwangu kukuru.+ Handizoparadzizve Efremu,+ nokuti ini ndiri Mwari,+ kwete munhu, iye Mutsvene ari pakati pako;+ uye handizouyi ndakatsamwa.