Mika 7:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Munhu akavimbika aparara panyika, uye pakati pevanhu hapana munhu akarurama.+ Vose zvavo, vanovandira kuti vateure ropa.+ Munhu wose anovhima hama yake, aine mambure.+
2 Munhu akavimbika aparara panyika, uye pakati pevanhu hapana munhu akarurama.+ Vose zvavo, vanovandira kuti vateure ropa.+ Munhu wose anovhima hama yake, aine mambure.+