RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 12:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Ndiponesei,+ haiwa Jehovha, nokuti hapasisina munhu akavimbika;+

      Nokuti vanhu vakatendeka vanyangarika pakati pevanakomana vevanhu.

  • Pisarema 14:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Benzi rakati mumwoyo maro:

      “Jehovha haako.”+

      Vakaita zvakashata,+ vakaita zvinosemesa pane zvavakaita.

      Hapana anoita zvakanaka.+

  • Isaya 57:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 57 Munhu akarurama aparara,+ asi hakuna munhu ane hanya nazvo.+ Varume vane mutsa worudo vari kuiswa kwakaiswa vakafa,+ pasina munhu anoona kuti munhu akarurama abviswa nokuda kwedambudziko.+

  • VaRoma 3:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Hapana munhu akarurama, kana mumwe chete zvake;+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe