Habhakuki 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nei muchiita kuti ndione zvinhu zvinokuvadza, uye muchiramba makatarira zvinhu zvinongotambudza? Nei kupamba nokuita zvechisimba zviri pamberi pangu, nei kupopotedzana kuchiitika, uye nei kukakavara kuchiitwa?+ Habhakuki Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:3 Nharireyomurindi (Yekudzidza),11/2018, pp. 14-15
3 Nei muchiita kuti ndione zvinhu zvinokuvadza, uye muchiramba makatarira zvinhu zvinongotambudza? Nei kupamba nokuita zvechisimba zviri pamberi pangu, nei kupopotedzana kuchiitika, uye nei kukakavara kuchiitwa?+