Mateu 10:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Kwose kusina munhu anokupinzai mukati kana kuteerera mashoko enyu, pamunobuda muimba iyoyo kana muguta iroro, zunzai guruva riri patsoka dzenyu.+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:14 Nharireyomurindi,7/15/1988, p. 112/1/1988, pp. 28-291/1/1988, pp. 23-24
14 Kwose kusina munhu anokupinzai mukati kana kuteerera mashoko enyu, pamunobuda muimba iyoyo kana muguta iroro, zunzai guruva riri patsoka dzenyu.+