Mateu 10:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Zvakakodzera kuti mudzidzi ave somudzidzisi wake, uye muranda saishe wake.+ Kana vanhu vakashevedza muridzi weimba kuti Bherizebhubhu,+ vachadaro zvikuru sei kune vaya veimba yake?
25 Zvakakodzera kuti mudzidzi ave somudzidzisi wake, uye muranda saishe wake.+ Kana vanhu vakashevedza muridzi weimba kuti Bherizebhubhu,+ vachadaro zvikuru sei kune vaya veimba yake?