Mateu 10:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Uya anogamuchira muprofita nokuti muprofita achawana mubayiro womuprofita,+ uye anogamuchira munhu akarurama nokuti munhu akarurama achawana mubayiro womunhu akarurama.+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:41 Nharireyomurindi,11/1/2003, p. 12
41 Uya anogamuchira muprofita nokuti muprofita achawana mubayiro womuprofita,+ uye anogamuchira munhu akarurama nokuti munhu akarurama achawana mubayiro womunhu akarurama.+