Mateu 11:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino Jesu paakanga apedza kupa mirayiridzo kuvadzidzi vake vane gumi nevaviri, akabva ipapo akaenda kunodzidzisa nokuparidza mumaguta avo.+
11 Zvino Jesu paakanga apedza kupa mirayiridzo kuvadzidzi vake vane gumi nevaviri, akabva ipapo akaenda kunodzidzisa nokuparidza mumaguta avo.+