Mateu 11:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Mwanakomana womunhu akauya achidya uye achinwa,+ asi vanhu vanoti, ‘Tarirai! Munhu anokara uye anonwisa waini, shamwari yevateresi nevatadzi.’+ Kunyange zvakadaro, uchenjeri hunoratidzwa kuti hwakarurama nemabasa ahwo.”+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:19 Nharireyomurindi (Yekudzidza),8/2018, p. 6 Jesu—Nzira, p. 98 Nharireyomurindi,8/1/2001, pp. 12-13
19 Mwanakomana womunhu akauya achidya uye achinwa,+ asi vanhu vanoti, ‘Tarirai! Munhu anokara uye anonwisa waini, shamwari yevateresi nevatadzi.’+ Kunyange zvakadaro, uchenjeri hunoratidzwa kuti hwakarurama nemabasa ahwo.”+
11:19 Nharireyomurindi (Yekudzidza),8/2018, p. 6 Jesu—Nzira, p. 98 Nharireyomurindi,8/1/2001, pp. 12-13