Mateu 12:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Vanhu vokuNinivhi vachamuka pakutongwa nechizvarwa chino+ uye vachachipa mhosva;+ nokuti vakapfidza pane zvakaparidzwa naJona,+ asi tarirai! mumwe munhu anopfuura Jona ari pano. Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:41 Nharireyomurindi,5/15/1996, p. 28 “Rugwaro Rwose,” pp. 153, 154-155 Kupukunyuka, pp. 57-58
41 Vanhu vokuNinivhi vachamuka pakutongwa nechizvarwa chino+ uye vachachipa mhosva;+ nokuti vakapfidza pane zvakaparidzwa naJona,+ asi tarirai! mumwe munhu anopfuura Jona ari pano.