Mateu 20:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Iye akati kwavari: “Chokwadi muchanwira henyu mukapu yangu,+ asi izvi zvokugara pasi kuruoko rwangu rworudyi nokuruboshwe rwangu handisi ini ndinopa izvozvo, asi ndezvevaya vakazvigadzirirwa naBaba vangu.”+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 20:23 Nharireyomurindi,4/1/2010, p. 14 Kukurukurirana, pp. 369-370
23 Iye akati kwavari: “Chokwadi muchanwira henyu mukapu yangu,+ asi izvi zvokugara pasi kuruoko rwangu rworudyi nokuruboshwe rwangu handisi ini ndinopa izvozvo, asi ndezvevaya vakazvigadzirirwa naBaba vangu.”+