Mateu 21:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Achipindura, Jesu akati kwavari: “Iniwo, ndichakubvunzai chinhu chimwe chete. Kana mukandiudza, iniwo ndichakuudzai kuti ndinoita zvinhu izvi nesimba ripi:+
24 Achipindura, Jesu akati kwavari: “Iniwo, ndichakubvunzai chinhu chimwe chete. Kana mukandiudza, iniwo ndichakuudzai kuti ndinoita zvinhu izvi nesimba ripi:+