Mateu 21:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Akatumazve vamwe varanda, vazhinji kupfuura vokutanga, asi vakaitira ava zvakafanana.+