Mateu 24:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 “Panguva iyoyo kana munhu akati kwamuri, ‘Tarirai! Heuno Kristu,’+ kana kuti, ‘Hoyo!’ musazvitenda.+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 24:23 Nharireyomurindi,2/15/1994, pp. 11-12
23 “Panguva iyoyo kana munhu akati kwamuri, ‘Tarirai! Heuno Kristu,’+ kana kuti, ‘Hoyo!’ musazvitenda.+