Mateu 27:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvakare, paakanga agere pachigaro chokutonga, mudzimai wake akatuma munhu kwaari, achiti: “Siyana nomunhu iyeye akarurama,+ nokuti ndatambura kwazvo nhasi nokuda kwake pandanga ndichirota.”+ Mateu Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 27:19 Jesu—Nzira, p. 293 Nharireyomurindi,12/15/1990, p. 9
19 Zvakare, paakanga agere pachigaro chokutonga, mudzimai wake akatuma munhu kwaari, achiti: “Siyana nomunhu iyeye akarurama,+ nokuti ndatambura kwazvo nhasi nokuda kwake pandanga ndichirota.”+