Mateu 27:57 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 57 Zvino zvaakanga atova manheru, kwakauya mumwe mupfumi wokuArimatiya, ainzi Josefa uyowo akanga ava mudzidzi waJesu.+ Mateu Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 27:57 Vakawana Mesiya! w11 8/15 p. 16 ndim. 18 Kufanotaura nezvaMesiya w08 10/1 pp. 5-6
57 Zvino zvaakanga atova manheru, kwakauya mumwe mupfumi wokuArimatiya, ainzi Josefa uyowo akanga ava mudzidzi waJesu.+