Mako 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino Jesu paakaona kutenda kwavo,+ akati kumunhu akaoma rutivi rwomuviri: “Mwana, zvivi zvako zvakanganwirwa.”+ Mako Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:5 Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,4/2018, p. 4 Jesu—Nzira, p. 67
5 Zvino Jesu paakaona kutenda kwavo,+ akati kumunhu akaoma rutivi rwomuviri: “Mwana, zvivi zvako zvakanganwirwa.”+