Isaya 53:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuda kwokunetseka kwomweya wake iye achaona,+ achagutswa.+ Nokuziva kwake munhu akarurama, mushumiri wangu,+ achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama;+ uye achava nemhosva yokukanganisa kwavo.+ Ruka 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Paakaona kutenda kwavo akati: “Iwe murume, zvivi zvako zvakanganwirwa.”+ Ruka 7:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 Iye akabva ati kumukadzi wacho: “Zvivi zvako zvakanganwirwa.”+
11 Nokuda kwokunetseka kwomweya wake iye achaona,+ achagutswa.+ Nokuziva kwake munhu akarurama, mushumiri wangu,+ achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama;+ uye achava nemhosva yokukanganisa kwavo.+