Mako 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi vafudzi vadzo vakatiza, vakanozvitaura muguta nomuruwa; uye vanhu vakauya kuzoona kuti chii chakanga chaitika.+
14 Asi vafudzi vadzo vakatiza, vakanozvitaura muguta nomuruwa; uye vanhu vakauya kuzoona kuti chii chakanga chaitika.+