Mako 5:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvisinei, haana kumubvumira, asi akati kwaari: “Enda kumba kuhama dzako,+ udziudze zvinhu zvose zvawaitirwa naJehovha+ nengoni+ dzaakuitira.” Mako Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 5:19 Jesu—Nzira, p. 115 Nharireyomurindi,3/15/2014, p. 32/15/2008, p. 28
19 Zvisinei, haana kumubvumira, asi akati kwaari: “Enda kumba kuhama dzako,+ udziudze zvinhu zvose zvawaitirwa naJehovha+ nengoni+ dzaakuitira.”