Mako 8:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi vadzidzi vake vakamupindura kuti: “Munhu angakwanisa kugutisa vanhu ava nezvingwa zvinobva kupi munzvimbo ino isina vanhu?”+
4 Asi vadzidzi vake vakamupindura kuti: “Munhu angakwanisa kugutisa vanhu ava nezvingwa zvinobva kupi munzvimbo ino isina vanhu?”+