Mako 14:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Zvino akadzoka, akavawana vachirara, akati kuna Petro: “Simoni, uri kurara here? Wanga usina simba rokuramba wakarinda kweawa imwe chete here?+
37 Zvino akadzoka, akavawana vachirara, akati kuna Petro: “Simoni, uri kurara here? Wanga usina simba rokuramba wakarinda kweawa imwe chete here?+