Mako 14:61 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 61 Asi akaramba akanyarara uye haana kumbopindura.+ Mupristi mukuru akatangazve kumubvunza, akati kwaari: “Ndiwe Kristu Mwanakomana weAnokudzwa here?”+ Mako Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 14:61 Jesu—Nzira, p. 287 Nharireyomurindi,11/1/1990, pp. 8-9
61 Asi akaramba akanyarara uye haana kumbopindura.+ Mupristi mukuru akatangazve kumubvunza, akati kwaari: “Ndiwe Kristu Mwanakomana weAnokudzwa here?”+