Ruka 4:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Zvisinei, pakwakaedza, akabuda, akaenda kunzvimbo yakanga isina vanhu.+ Asi mapoka evanhu akatanga kumutsvaka kwose kwose vakasvika kwaakanga ari, uye vakaedza kumudzivisa kuti asabve kwavari.
42 Zvisinei, pakwakaedza, akabuda, akaenda kunzvimbo yakanga isina vanhu.+ Asi mapoka evanhu akatanga kumutsvaka kwose kwose vakasvika kwaakanga ari, uye vakaedza kumudzivisa kuti asabve kwavari.