Ruka 5:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Asi kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba rokukanganwira zvivi panyika—” iye akati kumurume akanga akaoma rutivi rwomuviri: “Ndinoti kwauri, Simuka utore kamubhedha kako uende hako kumba.”+ Ruka Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 5:24 Jesu—Nzira, p. 67
24 Asi kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba rokukanganwira zvivi panyika—” iye akati kumurume akanga akaoma rutivi rwomuviri: “Ndinoti kwauri, Simuka utore kamubhedha kako uende hako kumba.”+