Ruka 9:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino akaunganidza vane gumi nevaviri, akavapa simba nechiremera pamusoro pemadhimoni ose uye kuti varape zvirwere.+
9 Zvino akaunganidza vane gumi nevaviri, akavapa simba nechiremera pamusoro pemadhimoni ose uye kuti varape zvirwere.+