Ruka 9:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Ipapo kwakatanga kusviba. Zvino vane gumi nevaviri vakauya, vakati kwaari: “Endesai boka revanhu, kuti vapinde mumisha nomuruwa rwakapoteredza, vawane pokurara uye vawane zvokudya, nokuti kwatiri kuno inzvimbo isina vanhu.”+
12 Ipapo kwakatanga kusviba. Zvino vane gumi nevaviri vakauya, vakati kwaari: “Endesai boka revanhu, kuti vapinde mumisha nomuruwa rwakapoteredza, vawane pokurara uye vawane zvokudya, nokuti kwatiri kuno inzvimbo isina vanhu.”+