Ruka 11:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Munhu akasimba,+ ane zvombo zvakakwana, paanorinda muzinda wake, zvinhu zvake zvinoramba zviri murugare. Ruka Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:21 Jesu—Nzira, p. 176 Nharireyomurindi,8/15/1988, p. 8
21 Munhu akasimba,+ ane zvombo zvakakwana, paanorinda muzinda wake, zvinhu zvake zvinoramba zviri murugare.