Ruka 11:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 “Mudzimu usina kuchena paunobuda mumunhu, unopfuura nomunzvimbo dzakaoma uchitsvaka nzvimbo yokuzororera, uye, kana waishaya, unoti, ‘Ndichadzokera kumba kwangu kwandakabuda.’+
24 “Mudzimu usina kuchena paunobuda mumunhu, unopfuura nomunzvimbo dzakaoma uchitsvaka nzvimbo yokuzororera, uye, kana waishaya, unoti, ‘Ndichadzokera kumba kwangu kwandakabuda.’+