Ruka 11:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Unobva waenda, wonotora mimwe midzimu minomwe+ yakaipa kwazvo kupfuura iwo, uye, kana yapinda, inogara imomo; uye kuguma kwomunhu iyeye kunova kwakaipa kwazvo kupfuura kutanga kwake.”+
26 Unobva waenda, wonotora mimwe midzimu minomwe+ yakaipa kwazvo kupfuura iwo, uye, kana yapinda, inogara imomo; uye kuguma kwomunhu iyeye kunova kwakaipa kwazvo kupfuura kutanga kwake.”+