Ruka 11:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Zvino paaitaura zvinhu izvi mumwe mukadzi akanga ari mukati meboka revanhu akashevedzera, akati kwaari: “Rinofara dumbu+ rakakutakurai nemazamu amakayamwa!” Ruka Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:27 Jesu—Nzira, p. 176 The Watchtower,8/15/1988, p. 8
27 Zvino paaitaura zvinhu izvi mumwe mukadzi akanga ari mukati meboka revanhu akashevedzera, akati kwaari: “Rinofara dumbu+ rakakutakurai nemazamu amakayamwa!”