Ruka 12:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Asi kana muranda iyeye akangoti mumwoyo make, ‘Tenzi wangu anonoka kuuya,’+ akatanga kurova vashandirume nevashandikadzi, uye kudya nokunwa nokudhakwa,+ Ruka Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:45 Jesu—Nzira, pp. 182, 259 Nharireyomurindi,10/1/1988, p. 9
45 Asi kana muranda iyeye akangoti mumwoyo make, ‘Tenzi wangu anonoka kuuya,’+ akatanga kurova vashandirume nevashandikadzi, uye kudya nokunwa nokudhakwa,+