Ruka 23:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Vanhu vakamira vachitarira.+ Asi vatongi vakanga vachimuseka, vachiti: “Akaponesa vamwe; ngaazviponese,+ kana uyu ari iye Kristu waMwari, Akasarudzwa.”+ Ruka Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 23:35 Nharireyomurindi,11/15/1996, p. 31
35 Vanhu vakamira vachitarira.+ Asi vatongi vakanga vachimuseka, vachiti: “Akaponesa vamwe; ngaazviponese,+ kana uyu ari iye Kristu waMwari, Akasarudzwa.”+