Johani 6:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Nokuti izvi ndizvo zvinodiwa naBaba vangu, kuti munhu wose anoona Mwanakomana otenda maari ave noupenyu husingaperi,+ uye ini ndichamumutsa pazuva rokupedzisira.”+
40 Nokuti izvi ndizvo zvinodiwa naBaba vangu, kuti munhu wose anoona Mwanakomana otenda maari ave noupenyu husingaperi,+ uye ini ndichamumutsa pazuva rokupedzisira.”+