Johani 8:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Munoita mabasa ababa venyu.” Ivo vakati kwaari: “Hatina kuberekwa noufeve; tina Baba+ vamwe chete, iye Mwari.” Johani Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 8:41 Baba Vavo ndiAbrahamu Here Kana Kuti ndiDhiyabhorosi? jy chits. 69 Nhau Youbaba w88 5/15 p. 8
41 Munoita mabasa ababa venyu.” Ivo vakati kwaari: “Hatina kuberekwa noufeve; tina Baba+ vamwe chete, iye Mwari.”