-
Johani 12:29Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
29 Nokudaro boka revanhu vakanga vakamira ipapo rakazvinzwa, vakatanga kutaura kuti kwakanga kwatinhira. Vamwe vakatanga kuti: “Ngirozi yataura naye.”
-